Surah 110 · 3 verses · Abdullah J. M. Adini And Students

Surah An-Nasr in Shona

In English with tafsir

بِسۡمِ ٱللَّهِ ٱلرَّحۡمَٰنِ ٱلرَّحِيمِ

110:1

إِذَا جَآءَ نَصۡرُ ٱللَّهِ وَٱلۡفَتۡحُ

Kana rubatsiro rwaAllah rwauya nekukunda

110:2

وَرَأَيۡتَ ٱلنَّاسَ يَدۡخُلُونَ فِي دِينِ ٱللَّهِ أَفۡوَاجًا

Uye kana ukaona vanhu vachipinda vakawanda muchitendero chaAllah (Islaam)

110:3

فَسَبِّحۡ بِحَمۡدِ رَبِّكَ وَٱسۡتَغۡفِرۡهُۚ إِنَّهُۥ كَانَ تَوَّابَۢا

Nokudaro kudza kurumbidzwa kwaTenzi vako, uye vakumbire ruregerero.Zvirokwazvo ndivo vanoregerera

Translation: Abdullah J. M. Adini And Students.