Surah 108 · 3 verses · Abdullah J. M. Adini And Students
بِسۡمِ ٱللَّهِ ٱلرَّحۡمَٰنِ ٱلرَّحِيمِ
إِنَّآ أَعۡطَيۡنَٰكَ ٱلۡكَوۡثَرَ
Zvirokwazvo, takakupa (Muhammad (SAW)) Al-Kauthar (Rwizi rwekuParadhiso)
فَصَلِّ لِرَبِّكَ وَٱنۡحَرۡ
Naizvozvo namata Tenzi vako uye vopira (kwavari chete)
إِنَّ شَانِئَكَ هُوَ ٱلۡأَبۡتَرُ
Zvirokwazvo, uyo anokuvenga (Iwe Muhammad (SAW)) ndiye achaparadzwa
Translation: Abdullah J. M. Adini And Students.