Surah 113 · 5 verses · Abdullah J. M. Adini And Students

Surah Al-Falaq in Shona

In English with tafsir

بِسۡمِ ٱللَّهِ ٱلرَّحۡمَٰنِ ٱلرَّحِيمِ

113:1

قُلۡ أَعُوذُ بِرَبِّ ٱلۡفَلَقِ

Iti: “Ndinotsvaga chengetedzo muna (Allah), Tenzi vekubuda kwezuva (mangwanani)

113:2

مِن شَرِّ مَا خَلَقَ

Kubva kune zvakaipa zvavakasika

113:3

وَمِن شَرِّ غَاسِقٍ إِذَا وَقَبَ

Uye kubva kune zvakaipa zverima (usiku kana hwauya nerima)

113:4

وَمِن شَرِّ ٱلنَّفَّٰثَٰتِ فِي ٱلۡعُقَدِ

Uye kubva mune zvakaipa zveavo vanoita huroi kana vachifuridza chishwe (funda)

113:5

وَمِن شَرِّ حَاسِدٍ إِذَا حَسَدَ

Uye kubva kune zvakaipa zveuyo ane shanje kana achiita shanje.”

Translation: Abdullah J. M. Adini And Students.