Surah 106 · 4 verses · Abdullah J. M. Adini And Students

Surah Quraysh in Shona

In English with tafsir

بِسۡمِ ٱللَّهِ ٱلرَّحۡمَٰنِ ٱلرَّحِيمِ

106:1

لِإِيلَٰفِ قُرَيۡشٍ

(Mufaro mukuru kubva kuna Allah) nechengetedzo kumaQuraish

106:2

إِۦلَٰفِهِمۡ رِحۡلَةَ ٱلشِّتَآءِ وَٱلصَّيۡفِ

Kuchengetedzwa kwavo pakufamba (vachienda kunotengesa) munguva yechando nenguva yekupisa

106:3

فَلۡيَعۡبُدُواْ رَبَّ هَٰذَا ٱلۡبَيۡتِ

Naizvozvo, ngavanamate (Allah) Tenzi ve imba iyi (Ka’bah ku Makkah)

106:4

ٱلَّذِيٓ أَطۡعَمَهُم مِّن جُوعٍ وَءَامَنَهُم مِّنۡ خَوۡفِۭ

Avo vanovapa chikafu kubva munzara, uye vanovachengetedza kubva mukutya

Translation: Abdullah J. M. Adini And Students.